SDA Shona Hymn 12

Iripo tsime izere Neropa raJesu;
Vanyangadzi vasamba’mo, Vanochena naro
Mbavha yokufa yafara Kuona tsime’yo
Kana ini munyangadzi, Ndinochena nayo
Nyenye yaMwari, ropaIro, Harishaye simba
Dakara vanhu vaJesu, Vese vaponeswa
Tenzi ndinodawirazve, Kana ndakatadza
Vandigadzirira chipo, Chawanwa ngeropa
Nekudenga ndichaimba, Ngesimba nerudo
Kuti ngeropa raJesu, Ndaponeswa naro

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.