SDA Shona Hymn 294

Nangisa Jesu, Hana chitema;Upenyu hwake, hwapiwe’ni
Upenyu hwangu nechitema, Hwafukwa nehwake kuchena
CHORUS
Ndofukidzwa neupenyu hwake
Ndozoziva upenyu hwese
Upenyu hwangu hwechitema
Hwafukwa nehwake huchena
Zvironda zvechitema zvadzama, Zvakatsvuka, Mweya unotya
O kufukidzwa nemwi Jesu, Ndosunungurwa nemutemo
Ndoda kuziva rusununguro! Jesu ondipa nguwo chena
Ndaigashira, yangu ndarasa, Ndinopfeka upenyu hwenyu
Ndadzorerwa nerufo rwangu, Ndaruramiswa nemwi Tenzi
Ndaereswa neinzwi renyu, Ndozogashira mbiri yenyu

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.