My Saviour Suffered
1. Wakatifira pamuti,
Ngaritendwe Gwayana!
Uyai tirumbidze She,
Ngaritendwe Gwayana!
Gwayana, Gwayana raroverwa,
Ndinorida zita raro,
Rabvirisa mwoyo wangu,
Garitendwe Gwayana!
2. Watakudzwa mhosva yangu,
Ngaritendwe Gwayana!
Ndapona nezita rake,
Ngaritedwe Gwayana!
3. Ndoziva ndaregererwa,
Ngaritendwe Gwayana!
Ndiri kuenda kudenga,
Ngaritendwe Gwayana!
4. Ndicharamba ndichiimba,
Ngaritendwe Gwayana!
Kuti Jesu wandifira,
Ngaritendwe Gwayana!