Ndiani kudangako,
Anopfugamirwapo?
1.
Ndiye ‘She! Zvinoshamisa,
Ndiye ‘She! Mambo weDenga!
Tinomupfugamira,
Samambo tomugadza.
Ndiani anosuwa,
Achizvinyimakudya?
2.
Vanouya kuna’ni,
Varwere navasuwi?
3.
Ndiani PaM’chinjikwa,
Anofa nokurwadziwa?
4.
Anomuka ndiani,
Kuti ave M’ponisi?
5.
Ndiani anotonga
Munyika dzose ega?
6.