M’ponisi wakanditsvaga
Kuresa nenzira
Wakandiita ndione,
Pazuvaro rinoshamisa.
1.
Jesu wanditsvaka,
Ndakanga ndichidzungaira;
Jesu wandiwana
Zuva rinoshamisa.
Wakatura mutoro,
Wedambudzo rangu,
Nomutsa ndaregererwa,
Pazuvaro rinoshamisa.
2.
Ndaivewo mutadzi,
Akandishambidza;
Mwoyo wazadzwa norwiyo
Pazuvaro rinoshamisa.
3.
Universal Songs, Holand