Jesu, ‘She anondida narinhi,
Handibiswe kwaari nezvivi,
Ndiye mudzikinuri wangu,
Zvino ndave wake
1.
Zvino ndave waJesu,
Jesu wave wangu;
Kusiri kwenguva shoma,
Asi narinhiwo.
Ndakarasika muzvakaipa;
Jesu wauya kundiponisa,
Ndabiswa kubva mukuyedzwa,
Zvino ndave wake.
2.
Ndofara, Jesu wandiponisa,
Kubva muzvivi zvakandibata;
Ropa rake randinunura,
Zvino ndave wake.
3.
Norman John Clayton