1. Ishe, muri chipotero.
1.
Jesu, mudi womweya,
Kana mweya uchitya;
Kwamuri ndotizira
Munogona kusimbisa,
Mvura ichi shinyira,
Padutu rine hasha.
Mhepo ichivhuvhuta.
Ndokutendai, ndokutendai,
Ndivanzei, Muponisi,
Muchagarondibata.
Padutu roupenyu;
Ivai mutungamiri,
2. Dzimwe nguva dzapfuura,
Gam’chirai mweya wangu.
Handina kumbotenda,
Zvaasakaona meso,
Handina kuzvitenda.
Ishe Jesu, Ishe Jesu,
Ndidzidzisei kuvimba.
3. Ngandikunde nokutenda,
Ndave pakukundika;
Rutendo runosandura,
Kurwa kuve kukunda.
Ngandikunde, ngandikunde,
Ndisingazive kutya.
2.
Rimwe bako handina,
Ndotsamira kwamuri;
Regai kundisiya,
Ngandinyaradzwe nemi.
Ndovimba nemi chete,
’She, mubatsiri wangu;
Ndidzivirire, Ishe,
Namapapiro enyu.
3.
Kritstu, ndokudai chete,
Zvose zviri mamuri;
Simbisai vakaziya,
Ponesaiwo zita dzvene,
Munaro zita dzvene,
Ini, ndiri mutadzi;
Nokuipa ndizere,
Mune idi nengoni.
4.
Munadzo tsitsi zhinji
kuregerera zvivi,
Rukova rwokurapa,
Rwundirape mukati,
Muri tsime ro’penyu
Ngandizadziswe nemi,
Garai mumwoyo wangu,
Imi, rinhi narinhi.
-