Salvation Army Hymn 380

1. Shanda, rosvikarima,

Kusvika kwayedza.

Shanda ropenya dova

Romumaruva.

Shanda kune chiyedza,

Zuva richipenya,

Shanda, rosvika rima,

Basa ropera.

2. Shanda rosvika rima,
Napamasikati.
Shanda nomuchiyedza,
Uchazorora,
Shandisa nguva yose,
Uve nemugove.
Shanda rosvika rima,
Pasisashandwe.
3. Shandira Tenzi wako,

Kana uchafema,

Ropa rakakutenga

Kubva kurufu.

Shanda nyika yotukwa,

Ichiri muzvivi.

Shandira Ishe wako,

Kudzora vamwe.
4. Shanda rosvika rima,

Zuva richidoka;

Ropenya segoridhe

Kumavirira.

Shanda rukunzvi kunzvi;

Zuva richinyura.

Shanda rosvika rima,
Basa ropera.
L. Mason

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.