Nyange ndiri murombo
Mwari anondichenga
Anondipa zvokudya
Anondifukidzawo.
Kana ndichiteura
Anonzwa nguva dzose;
Kana ndichikotsira
Haasiyane neni.
Mubati wokudenga
wakazviita rombe
Nenzira yangu ini
Kuti andikuputse.
Kana ndiri mubasa
Anondikomborera;
Kuzoti ndabva pano
Ndichazorora naye.
zvino ndinomukudza
Nokutenda kwaari;
Uko kufara kwangu
Ndachengetwa naMwari.
Ndrikidama lyrics, e hymn yinonzi “Simba ramakatipa rinokunda zvose”