Ndokutendai baba Lyrics – Methodist Shona Hymn 280

Ndokutendai baba
Nesimba randinaro,
Nokuti ndinogona
Kufamba nokumhanya.

Ndokutendai baba
Navashamwari vangu,
Nokuti tinotamba
Tifare pamwe chete.

Ndokutendai baba
Nebasa randinaro,
Kudzidza nokuimba
Nokubatsira vamwe.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *