Methodist Shona Hymn 161

baba! mune simba rose
Muchengi wavose,
Kana ndikabva kwamuri
Ndingahwanda kupi?

baba! Musiki wazvose
Hapana mumwezve,
Mutongi wezvinhu zvose,
Mukundi wemhandu.

baba munovada vose
Vanovimba nemi;
Mufudzi wezvirokwazvo
Munovazorodza.

baba mune simba rose
Muchengi wavose
Ndouya zvino kwamuri
Mwari wezvokwadi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.