Methodist Shona Hymn 72

Ari m’penyu Muponisi
Ari m’penyu iye:
Tafariswa isu vanhu
Ari m’penyu iye.

Wanga afa Muponisi
Wanga afa iye;
Wabairwa isu vanhu,
Wabaiwa iye.

Wakakwira pakudenga
Wakakwira iye;
Anoteurira isu
Woteura iye.

Anotonga Muponisi
Kutongera isu;
NdiMambo wamadzimambo
NdiShe wamadzishe.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.