Six MaLabel Lyrics

By Kae Chaps

Ko Frusi Ndeipi? Uku feela seiko nhasi weekend? Ini ndiri kuda kumbopfura ndichitsvaga Kae Chaps paden pake ndodzika shops. Dambo tsvaga four, five, six zvimaLabel. Ko nhasi iSaturday. Tiri kungoda six maLabel. Hapana. Mozongondibata one side. Ndendiripo one side.

Ay! Chengeta zvimwe zvese
Ndikuda rimwe chete
Maviri ndiwo kete
Three futi kenge
Kana four for the roadhi, bho
Five handimbo nete
Chiunzai six acho
Arikutonhorera

Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera

Ndipei six maLabel
Nhasi dakudhakwa level
Nhasi dakubelievisa hwahwa kuti ndohuranga
Ndikuda kudzikisa gejo
Nhasi dakudhakwa mupengo
Nhasi dakudhakwa bhomba
Zvekuti vanosara vachishedzana huyai muone ndiripasi ndanocka
Tosimudzira mangwana torova round two
Tagara tese tichafa we finna die soon
Pane vandanzwa vachiti hazvina hutano ndangoramba ndinyere ndaka simudza chi F U
And we don't resent things much nigga let loose
Tese tiri kugara paZimba we got issues
Ndodoro rekuti uka dhakwa unogona kungobudikira kuvakuru wakatsamwa woita break news
Watsamwa like

Chengeta zvimwe zvese
Ndikuda rimwe chete
Maviri ndiwo kete
Three futi kenge
Kana four for the roadhi, bho
Five handimbo nete
Chiunzai six acho
Arikutonhorera

Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera
Ndipei six maLabel
Arikutonhorera

Nezuro ndakarambwa so it's only right that I drink some, word
Ndiani achapfura nepadhewe it's only right that he brings some, 'erd
Pamakakwa arikubvirwa nemabrown apaDiscount, ay
Maghetto youths aloosa zvakawanda it's only right that I win some
Chidhonhedza mapiano tirove vhosho
Mabhebhi akazara wangu usarove hosho
Mazuva ano torova mangoma anogopisa
Can't you see kuti takuri haticha taurise pasosho
So many people used to think ini handizi loco
Especially when Level Eight iriyo logo
Ndopinda muboothy ndaka charger like
5, 4, 3, 2, 1 ndatotangidza chimoiyo

One time like
Chengeta zvimwe zvese
Ndikuda rimwe chete
Maviri ndiwo kete
Three futi kenge
Kana four for the roadhi, bho
Five handimbo nete
Chiunzai six acho
Arikutonhorera
Haaaa!!!!!



song Details

Streaming & Download links

Support the artist and stream/download their music on any one of the following links.

Amazon: Vanga [Explicit]

Apple Music: Vanga [Explicit]

Watch on YouTube

Kae Chaps Social Media:

Twitter: https://twitter.com/kae_chaps

Instagram: https://instagram.com/kae_chaps

Facebook: https://facebook.com/kaechaps