Samanyanga Lyrics

By Kilamani

Baba ndorangarira ka
Baba ndorangarirawo
Baba ndorangarira ka
Kana ndorangarirawo

Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Taingodawo
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Tinayewo
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Zuva rimwe
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Zuva rimwe

Aiva mudzidzisi wemaguitar
Sahwira wangu mukuimba
Hatina kuzivana pauzima
Saka moyo wangu wadzimba
Rimwe shoko raakasiya
Kunepundutso kuninipa
Ndomutenda nyakusika
Gamba iro ndiye wakatipa
Rimwe zuva tozeza baba
Yakarira ndirikwaZvimba
Asi shoko parakasvika
Ndakashungurudzika
Ndikati ko nhai Samanyanga sei
Sei makada kuenda kuvafi
Ndikati seiko seiko Mambo
Ndimi makamurega akangofa here
Ndikati ko nhai Samanyanga sei
Sei makada kuenda kuvafi
Ndikati seiko seiko Mambo
Ndimi makamurega akangofa here
Ndikati ko nhai Samanyanga sei
Sei makada kuenda kuvafi
Ndikati seiko seiko Mambo
Ndimi makamurega akangofa here

Zita rake ndi Oliver Mtukudzi
Ndinovimba ndimi munaye Mufudzi
Chigaro chake gadzikaiwo pakati pamadzibaba
Mufudzi

Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Taingodawo
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Tinayewo
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Zuva rimwe
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Zuva rimwe
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Zuva rimwe
Chero kana pungwe
Kana pungwe
Chero kana pungwe
Zuva rimwe

Aiva mudzidzisi wemaguitar
Sahwira wangu mukuimba
Hatina kuzivana pauzima
Saka moyo wangu wadzimba
Rimwe shoko raakasiya
Kunepundutso kuninipa
Ndomutenda nyakusika
Gamba iro ndiye wakatipa
Rimwe zuva tozeza baba
Yakarira ndirikwa Zvimba
Asi shoko parakasvika
Ndakashungurudzika
Ndikati ko nhai Samanyanga sei
Sei makada kuenda kuvafi
Ndikati seiko seiko Mambo
Ndimi makamurega akangofa here
Ndikati ko nhai Samanyanga sei
Sei makada kuenda kuvafi
Ndikati seiko seiko Mambo
Ndimi makamurega akangofa here

song Details

Video:

CONNECT WITH KILAMANI :
https://www.facebook.com/Kilamanimusic
https://www.instagram.com/kilamani_mu​sic
https://twitter.com/Kilamani_Music​
www.kilamanimusic.com
https://audiomack.com/kilamani-music​
https://soundcloud.com/kilamani-music