Simudza Gumbo Lyrics

By Soul Jah Love

Honouring
Conquering
Passion Java Records

Oskid
Pabasa ini ndakunobata decade
Vanondivenga vakuda kuti ibenzi
Handimire ini ndorova high grade
Chadzoswa
Chabva chaPauzwa
Chazodzwa
Chadhonzwa
Inzwa inini
Soul, Soul, Soul, Soul, Soul
Ndakadhula
Zvinonaka zvinodhura
Chibaba ngoma chinopfura
Handiimbe zvinhu zvinongopfura
Ndaita basa munenge mazvora
Ukatarisa pandakakura
Munda ndaingosakura
Saka uchiona ndinokilla
Ngoma ndotyora
Ndovafonyora
Pakudiwa vashani
Vosimbisa zheti naprophet Passion
Kana mabhebhi achava palocation
Ndiye anovapa full information
4-4-2 formation
Zvazvechipo kwete chido
Ndoita Rudo
Inini futi handina godo
Saka uchiona ndinoti bodo
Ngoma dzasiyana nekutamba nhodo

Ndamuti
Simudza gumbo
Harizi rako
Mwanasikana iwe zunza mutako, deiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoko

Simudza gumbo
Harizi rako
Mwanasikana iwe zunza mutako, deiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoko

Pano tongoita
Party party party party
Munhu wese anouya pano vakarohwa smarty
Twese tuma slay queen
Twana mainini inzwa inini
We are wining and dining
Nhasi hatina jet
Takaparker rocket
Prophet passion asimbise masprocketi
Vanozokurova pick pocketi
Hativhurirwe madhoketi

Kungoti one leg
Shadabu
Miri wako wakazara matattoo
Handidi kufunga katatu
Saka uchiona ndorova shangu
Ikarati pauri ndomira ip
pakati pamamonya ipapo
Nekuti haasi maputi
Hatiimbe zveduty
Tiri mudenga
Kune parachute

Ndamuti
Simudza gumbo
Harizi rako
Mwanasikana iwe zunza mutako, deiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoko

Simudza gumbo
Harizi rako
Mwanasikana iwe zunza mutako, deiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoko

Isusu tine nharo
Faninge pari pamafaro
Aripo zvake Steward Nyamayaro
Inini ndorira rekedero, re- re- rekedero
Inzwa kunge wakagara one inke
Ita kuti zviite
Inini ndisajute kuti
Ndisute vanhu vaHate

Ndamuti
Simudza gumbo
Harizi rako
Mwanasikana iwe zunza mutako, deiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoko

Simudza gumbo
Harizi rako
Mwanasikana iwe zunza mutako, deiko
Vamwe vese havako
Mwana iwewe unotangidza smoko


song Details

Watch on YouTube