Catholic Shona Hymn 59

Chiiko Chingatiparadzanise

 

M · SIA Chiiko chingatiparadzanisa norudo-o rwaMwari
V SIA Matambudziko nyatwa kuvengwa nzara kana urombo-o pfumvu kana rufu here kwete hakuna chinhu chingatiparadzanise norudo rwaMwari
B Matambudziko nyatwa-ha kuvengwa kana urombo-o pfumvu kana rufu kwete hakuna chinhu chingatiparadzanise norudo rwaMwari
Madetembo:
1. Ko rufu kana rupenyu kana vatumwa vaMwari kana masirnba anotonga zvokudenga zvingatiparadzanise naMwari here-e?
2. Zvingava zvinhu zvichauya zviri kumatenga kana zviri pasi pasi zvingatiparadzanise naMwari here-e?
3. Chingava chinhu chakasikwa saRusifa ichi satani chingatiparadzanise naMwari here-e?
Chorus:
All Kwete hakuna chinhu chingatiparadzanise norudo rwaMwari

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.