Catholic Shona Hymn 57

Chiedza Chingawirirane seiko nerima

 

M· S/A Chiedza chingawirirana seiko-o nerima
v.- SIA Ko kururama - seiko uyezve munhu imba yaMwari-i sokutaura iye iye achiti (x2)
BIT --- Kungabatanidzana-a nezvisakarurama anotenda mupenyu kwaakaita iye Mwari achiti, Mwari achiti (x2)
SIAIT Musabata chinhu chakan'ora kuitira kuti ini ndigokugamuchirai (x2)
B Musabata musabata musabata kuti ini gamuchirai (x2)
Madetembo:
l.Ndichagara mavari ndichagara ndichifamba ndichifamba mukati mavo.
2.Ndichava Mwari wavo-o naivawo vachava vanhu vangu.
3. Saka zvino imi chibvai mabuda mukati mavo muzvitsaure ndizvo zvinotaura Tenzi.
4. Musabata chinhu chakan'ora kuitira kuti ndigokugamuchirai. 5. Ndichava Baba venyu nemiwo muchava vanakomana vangu navanasikana vangu.
Chorus:
T Zvino vadikanwa zvipikirwa zvakadai uyai tizvichenure -e zvinon'oresa -a titsvake nokudawo kokugara nokuda-a tichitya Mwari
A Vadikanwa zvipikirwa zvakadai uyai tizvichenure-e zvinon'oresa-a titsvake nokudawo kokugara nokuda-a tichitya Mwari
SIB Zvatine zvipikirwa zvakadai chiuyaiwo pana zvose muviri nomweya kuva vanhu vatsvene nokudawo kokugara nokuda-a tichitya Mwari.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.