Catholic Shona Hymn 52

Baba Vokudenga Vanoziva -E. Musungo

M· Baba vok:udenga vanoziva-ha
V SIA Musazvidya moyo muchiti tichadyei tichamwei kana tichapfekei Baba vok:udenga vanoziva k:uti zvose munozvidawo B Musazvidya moyo muchiti tichamwei tichapfekei Baba vok:udenga vanoziva zvose munozvidawo-o
Madetembo:
1. Tarirai shiri dzedenga hadzidyari uye hadzikohwi .
2. Ko ndiani angarebese hupenyu hwake nok:uzvidya moyo.
3.Ongororai mak:uriro amaruva esango haabati basa haaruki .
4.Asi kunyange Soromoni pahuk:uru hwake haana kumboshongedzwa seruva resango .
S.Hakuna munhu angashandira vaTenzi vaviri hamungashandiri Mwari kana mari .
6.Kutangira zvose tsvakai humambo hwaMwari.
Chorus:
SIA Hupenyu hukuru pane chok:upfeka hupenyu huk:uru pane zvok:udya nokunwa
B Musati togodyei- togonwei hupenyu huk:uru pane zvok:udya nokunwa

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.