Catholic Shona Hymn 17

Alois NaAgnes Vasande- J V Chinondo

 

M ·S/A Alois naAgnes vasande
VS/A Agnes Musande wakafira utsvene newe Alois Musande wakafa uri mutsvene ndinokusarudzai nhasi muve vachengeti vangu navarevereri kunaMwari
BIT --- Musande wakafira utsvene Alois Musande wakafa uri mutsvene ndinokusarudzai nhasi muve vachengeti vangu navarevereri vangu kuna Mwari

Madetembo:
1.Hapana munhu angachengeta hutsvene hwake asinganamate.
2.Itai kuti ndive munhu anotya Mwari anotya Mwari.
3.Ndikumbirireiwo kuna Mwari kuti ndiwane gomborero rake.
4.Maria Muvirigo Musande ndireverereiwo ndireverereiwo kuna Mwari.
Chorus:
SIA Imi makachengeta utsvene hwenyu makazvipira kuna Mwari ndibatsireiwo kuti ndide Mwari ndigonamata zvakanaka sezvai-i-i-ta Yesu Kristo,
BIT --- makachengeta utsvene --- i-i-mi makazvipira kuna Mwari --- kuti ndide Mwari-i --- sezvai-i-i-ta Yesu Kristo.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.