Catholic Shona Hymn 15

Alleluya Tazvarirwa Mwana - S. Shiri

 

M· Alleluya tazvarirwa mwana Tazvarirwa mwana
V SIA Ndiye Mambo, ndiye Mambo Mambo wamarudzi ose
B Ndiye Mambo wamarudzi Mambo wamarudzi ose

Madetembo:
1. Imbirai Mambo rwiyo rutsva nokuti wakaita zvinhu zvose.
2. Akazivisa kuponesa kwake akaratidza pachena kururama kwake pamberi. pamarudzi ose.
3. Pururudzirai Mambo pasi pose imbai nziyo dzokurumbidza .

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.