Catholic Shona Hymn 7

Akaropafadzwa Munhu Uyo -Sr Thomas Nyamakwere (HLMC)

 

M· Akaropafadzwa munhu uyo
V.· All Akaropafadzwa akaropafadzwa muranda anomirira kusvika adzoka

Madetembo:
1.Ane ropa rakanaka munhu anotya Mwari anotarira zvikuru mirairo yake .
2.Pfuma nezvakawanda zviri mumba make kururama kwake kunogara narini .
3.Vana vake vachava nesirnba rudzi rwavakarurama ruchakomborerwa-a.
Chorus:
All Akaropafadzwa Munhu Uyo -Sr Thomas Nyamakwere (HLMC)
M· Akaropafadzwa munhu uyo
V.· All Akaropafadzwa akaropafadzwa muranda anomirira kusvika adzoka
Madetembo:
1.Ane ropa rakanaka munhu anotya Mwari anotarira zvikuru mirairo yake .
2.Pfuma nezvakawanda zviri mumba make kururama kwake kunogara narini .
3.Vana vake vachava nesirnba rudzi rwavakarurama ruchakomborerwa-a.
Chorus:
All: Muranda anomirira kusvika adzokaMuranda anomirira kusvika adzoka

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.