Catholic Shona Hymn 8

Akaropafadzwa Muranda waMambo -D.T Zavazava

 

M· - Akaropafadzwa
V.· S Muranda waMambo --- iye kusvika adzoka
B Muranda waMambo anomumirira --- kusvika adzoka

Madetembo:
1. Ane ropa rakanaka --- munhu anotya Mwari
2. Anotarira --- zvikuru mirayiro yake
3. Vana vake ---- vachava nesimba
4. Rudzi rwavakarurama --- ruchakomborerwa
5. Fuma nezvakawanda --- zviri mumba make
6. Kururama kwake --- kunogara narini
7. Akarurama anobudirwa --- nomwenje parirna
8. Ano mufaro munhu --- uyo anoita mutsa
9. Akarurama --- haakanganikwi
10. Acharamba achirangarirwa --- nokusingaperi
11. Haangatyi mashoko --- ezvinhu zvakaipa
12. Mwoyo wake wakasirnba --- uchavirnba naMwari
13. Mwoyo wake --- wakasirnbiswa
14. Kusvikira aona kukundwa --- kwavavengi vake

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.