Catholic Shona Hymn 6

Akakomborerwa NaMambo- I. Maputsa Nezungai

 

M· Akakomborerwa naMambo
V.· S Akakomborerwa naMambo akaregererwa matadzo ake akaregererwa mhosva dzake dzose dzose naMambo.
B --- Komborerwa naMambo akaregererwa matadzo ake mhosva dzake dzose dzose naMambo.

Madetembo:
1.Akakomborerwa munhu asinganzi akaipa naMarnbo
2.lye asinokunyengera paMweya wake
3.Nenguva yandakaramba ndinyerere mapfupa angu akarukutika
4.Mwoyo wangu wakachema nguva dzose.
5. Nokuti ruwoko rwenyu Mambo rwakanga ruchidzvinya .
6. Pamusoro pangu siku nesikati.
7. Asi zvino ndareurura matadzo angu handina kuvanza rnhosva dzangu .
8. Ndirni ruvando rwangu Mambo munondichengeta kuti ndirege kuwira munhamo.
Chorus: All: Saka vose --- vakarurama ngavarambire kwamuri Mambo panguva yokutambudzika kwavo

Hymn Details

One thought on “Hymn 6

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.