Ndanzwa Tenzi wandidana,
___ Pamhidza katatu ___
Unditevere misi yose.
KORASI
Kwaanonditungamira,
Kwaanonditungamira,
Kwaanonditungamira,
Ndichamutevera mis’ yose.
Ndinomupa mwoyo wangu,
___ Pamhidza katatu ___
Ndichamutevera mis’ yose.
Ndinoita kuda kwake,
___ Pamhidza katatu ___
Ndichamutevera mis’ yose.
Ndinogara noM’ponesi,
___ Pamhidza katatu ___
Ndichamutevera mis’ yose.
Ndinokudza Jesu Kristu,
___ Pamhidza katatu ___
Ndichamutevera mis’ yose.