Vanhu vese vakanaka vanotaura diko Lyrics – AFM Shona Hymn 170

1. VANHU vese vakanaka vanotaura diko,
Usanyepe, kwete, kwete, taura zvirokwazvo.

Korus:
Taurai z vediko, taurai zvediko,
Idi rakanaka.

2. Mwari anodisa kwazvo vanotaura diko

Anoziva vana vake vanodiswa idi.

3. Anania na Safira vakanyepa kare,
Vakazofa pakarepo nekunyepa kwavo.

4. Ngatitaure zvirokwazvo, tisanyepe, kwete,
Ngatiite vanhu kwavo kutaura idi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *