AFM Shona Hymn 127

1.URI Kutambudzikirenyiko?
Zviudze Jesu, zviudze Jesu,
Muponesi anokuponesa,
Zviudze Jesu nyamusi.

Korus:
Zviudze Jesu, zviudze Jesu,
Ndiye shamwari nehama,
Hakuchina umwe wakadro,
Zviudze Jesu nyamusi.

2. Misondzi ngeyenyiko hama?
Zviudze Jesu, zviudze Jesu,
Munyaradzi anokunyaradza,
Zviudze Jesu pachako.

3. Uri kutya dambudziko here?
Zviudze Jesu, zviudze Jesu,
Uri kutya remangwana here?
Zviudze Jesu nyamusi.

4. Uri kutya rufu here, iwe?
Zviudze Jesu, zviudze Jesu,
Uyo Jesu, zviudze Jesu
Uyo wakakunda rufu rwake,
Anozokupa rukundo.

5. Unoshaya anotungamirira,
Zviudze Jesu, zviudze Jesu,
Mweya M’tsvene ndiMutungamiri,
Zviudze Jesu, nyamusi.

Hymn Details

2 thoughts on “Hymn 127

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.