AFM Shona Hymn 128

1.INZWA mweya wangu, Muponesi
Wako,
Ari kuti zvino “Unondida here?”
Zviro zvese pasi zvinotsakatika,
Asi rudo rwangu haruzopinduki.

2. “Kuti ukarasa rudo rwakadaro,
Unoraswa ndini, unochema kwazvo;
Une nguva zvino, ita munhu kwaye,
Kuti uchiramba une pfumvu huru”.

3. “Hauzivi here kuti zvakanyorwa,
Kuti vanotenda vachatonga pasi;
Kuti wazopedza basa rako pano,
Uchatonga neni pachigaro changu.”

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.