AFM Shona Hymn 124

1.NHASI ngatimutondere,
Uyo wakatifira vese,
Ari kudaidza vese,
Anovada zvirokwazvo.

Korus
Uyai zvino, uyai zvino,
Uyai zvino kuna Jesu.
Musamire uyai zvino
Nguva yakanaka zvino.

2. Zvimwe mwakafamba kure
Kubva nzira yakanaka,
Jesu anosunungura
Kuti muchitenderuka.

3. Jesu anondisa avo
Vanochema ngezvitadzo,
Avovapa mwoyo mitsva
Anoita vana vake.

4. Tambirayi chipo chake,
Munopiwa ruponiso,
Tambiranyi Runyararo
Nerufaro rwakanaka.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.