AFM Shona Hymn 102

1.NGONI dzaKristu M’ponisi,
Rudo rwaBaba vedu,
Nokuwadzana koMweya,
Kuve nesu kwedenga!
Sezvo tose togarisana
Mumwe nomumwe, Ishe;
Mwoyo yedu inofara,
Nenguva dzose dzedu,
Amen.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published.

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.