AFM Shona Hymn 5

1.NGATIMUKUDZE Mwari
Nemwoyo inofara,
Tsitsi dzake ihuru
Dzinoitirwa isu

2.Anorayira zuva
Rivhenekere nyika:
Tsitsi dzake ihuru
Dzinoitirwa isu.

3.Zvinhu zvose zvipenyu
Zvinoponiswa naye:
Tsitsi dzake ihuru
Dzinoitirwa isu.

4.Anotikwanisawo,
Anoda kukumbirwa:
Tsitsi dzake ihuru
Dzinoitirwa isu.

5.Kana tiri panhamu
Tinochengetwa isu:
Tsitsi dzake ihuru
Dzinoitirwa isu.

6Mwana wake wakafa
Kuti tipinde denga:
Tsitsi dzake ihuru
Dzinoitirwa isu.

7Ngatimukudze Mwari
Nemoyo inofara;
Tsitsi dzake dziripo
Dzisingaperi idzo

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.