AFM Shona Hymn 114

1. MWARI hweutsvene
Kune nyika iri kure,
Yakajeka nyeredzi yaTenzi,
Chioniso chaMwari wediko
Iyo Tenzi wabarwa,
Iyo kwabarwa Mesiya.

2. Baba wake wakashama,
Mai wake wakafara,
Mwana wavo M’ponesi wevanhu
Wakakudzwa zvikuru ndiMwari.
Pasi pese chifarai
Mwari wazotishanyira.

3. Mune danga radzo n’ombe
Wakabarwa mwana mutsva,
Ndiye mwana waMwari mupenyu,
Ndiye rudo rwaBaba kunesu.
Ndiye mudi wevanhu,
Nemudikani wevese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.