AFM Shona Hymn 93

1.MUMWE musi ava mauro,
Varwere vakaungana,
Panyasi paJesu Ishe,
Vakaenda norufaro.

2. Nanhasi isu tauya,
Toswedera nezvirwere;
Mumhu wako hationi,
Toziva kuti urimo.

4. Tanda dambudziko redu;
Vamwe vairwara kwazvo;
Vamwe havati vakunda,
Vamwe vakarasa rudo.

5. Vamwe vakaneta pano,
Vakashaya ruyamuro;
Vamwe vane hama dzavo,
Dzinovatambudza kwazvo.

6. Vose vanoda rufaro,
Vanoda noruregerero,
Navatendi vanoziva,
Mwoyo yavo yakaipa.

7. Kristu iwe uri munhu,
Wanga waidzwa zvikuru,
Meso ako anoona,
Zvatinotsvaka kuvanza.

8. Simba rako richigere;
Unogona Kuponesa;
Tinzwere tsitsi maur’ano
Tiponise Mwari tose.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.