AFM Shona Hymn 7

1.JEHOVHA una masimba,
Zvose zvakasikwa nemwi,
Muri ishe wavo vose,
Ivo vari pakudenga.

2.Jehovha muno ruzivo
Munoziva zvose zvinhu;
Isu vanhu hatizivi,
Isu tose hatigoni.

3.Jehovha wakarurama.
Naiyo mirau yake,
Isu nyamba tapfuura
Tine mhosva mberi kwake.

4.Jehovha muri Mutswene,
Takaipa mberi kwenyu;
Isu ngatimukumbire
Rwose ruregero rwake.

5.Jehovha munadzo ngoni,
Wotibata nadzo tose,
Wakauya Mwana ,wenyu
Kuponesa vanhu vose.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.