AFM Shona Hymn 63

1.ISABATA nhasi Ishe,
Iro zuva rako;
Vanofara vanhu vako,
Nero zuva rako.

2. Wakamuka nhasi Ishe,
Pane guva rako;
Wakakunda nhasi kufa
Nokumuka kwako.

3.Wakamuka Iwe M;soro,
Wavo vanotenda;
Tichamuka nesu tose,
Isu tinotenda.

4. Ngarinzwike dama rako
Navazhinji nhasi;
Ngavamutswe pano rufu,
Vave newe nhasi.

<>5. Tinotenda Iwe Jesu,
Pano pamba yako,
Tine zvinhu zvose isu,
Nokumuka kwako.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.