AFM Shona Hymn 143

1.HAKUNA zita sera Jesu,
Kana nokudenga,
Hakuna rimwe rakadaro,
Zita raM’ponesi.

Korus:
Tinoda kuimbira Jesu,
Tichimupa mbiri,
Ngekuti hatizivi zita
Rinokunda iri.

2. NdiJesu wakafira vese,
Wakatida kwazvo,
Zvotanga takaraswa zvedu.
Ngezvitadzo zvedu.

3. NdiJesu wakaita nyasha,
Takamukanganwa,
Wakati, “Enda hako mwana,
Usazotadzazve.”

4. NdiJesu wakarapa vanhu,
Akavasimbisa,
NdiJesu wakamutsa vafi
Kune hama dzavo.

5. NdiJesu anoenda nesu
Kwese tinoenda,
NdiJesu anotibatsira
Muupenyu hwedu.

Hymn Details

8 thoughts on “Hymn 143

  1. Wow l like this my best song ,like today l have fightings in my life , l’m just listening to this song for my mind and heart to have peace

  2. Hakuna zita seraJesu. There’s no other name like Jesus. He is worthy of all praise! Vanoenda nesu kwese kwatinoenda. Our perfect comforter and companion.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.