AFM Shona Hymn 180

1. BIBLE Dzvene ngeraMwari, Bhuku renyu,
Rakanyorwa kuva renyu, Ndinorida kwazvo.

2. Rangu kundikomborera ndikariverenga,
Rangu kundivhenekera paupenyu kutsva.

3. Rangu kundinyararidza kuti ndichichema,
Rangu kundishingisisa pakutambudzika.

4. Rangu kunditaurira nzira yekudenga,
Rangu kunditungamira kune denga dzvene.

5. Bible Dzvene, tsamba yanyu, rakapiwa ini,
Ndinoriverenga nhasi nemazuva ese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.