AFM Shona Hymn 172

1. APO toropito yake Mwari inorira kwazvo,
Inotaura kune vese kuti “Uyai”
Tese tinobvira kuenda iyo hakusari munhu,
Nemazita edu achazodaidzwa.

Korus:
Kuti ndodaidzwa ndiye,
Kuti ndodaidzwa ndiye,
Kuti ndodaidzwa ndiye,
Kuti ndodaidzwa ndiye, ndova’yo

2. Asi hatizivi musi uyo tichadanwa ndiwo,
Ndizvo ngatigadzirire zvino pano,
Tirindire uyo musi tizonatsa kuenda iyo,
Nemazita edu achazodaidzwa.

3. Ngatibate basa redu nemasimba misi yese,
Ngatitaure zvishamiso zvake zvese,
Tichiita zvakanaka kune vanhu vese vese,
Nemazita edu achazodaidzwa.

3. Asi isu wemaKristru hatizotyi kuenda iyo,
Mwari ndiye Baba wedu wakanaka,
Jesu Kristu ndishamwari, ndiye anotonga vese,
Nemazita edu achazodaidzwa.

Hymn Details

One thought on “Hymn 172

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.