Catholic Shona Hymn 9

Akaropafadzwa Muranda WaMambo -R. Tonganai

 

M · Akaropafadzwa muranda waMambo
V S Anomumirira Mambo anomumirira Mambo akaropafadzwa muranda anomumirira kusvika adzoka
B Anomumirira Mambo muranda anomumirira Mambo akaropafadzwa anomumirira kusvika adzoka

Madetembo:
l.Ane ropa rakanaka munhu anotya Mwari, anotarira zvikuru mirairo yake.
2.Vana vake vachava nesirnba, rudzi rwakavarurama ruchakomborerwa .
3.Pfuma nezvakawanda zviri mumba make, kururama kwake kunogara narini.
4.Akarurama anobudirwa nomwenje parima, iye ane ngoni netsitsi nokururama.
S.Ano mufaro munhu uyo anoita mutsa, acharuramiswa mhaka pakutongwa.
6.Akarurama haakanganikwi, acharamba achirangarirwa nokusingaperi.
7.Haangatyi mashoko ezvinhu zvakaipa, moyo wake wakasirnba uchavirnba. waMwari.
8.Moyo wake wakasirnbiswa, kusvikira aona kukundwa kwavavengi vake.
9.Zita rake richakwiridzirwa nokukudzwa, akaipa uchazviona afa neshungu achaparara.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.