Catholic Shona Hymn 10

Akavagamuchira Vachinge Mupiro - T.I Muvingi

 

M· S/A Akavagamuchira vachinge mipiro inopiswa ...
V SIA Mweya yevakarurama iri mumaoko aMwarii-i .. .
Hapana dambudzo rinovawana ... Kufa kwawo kwaionekwa_ senhamo, kutisiya sokuparadzwa nyamba ivo
vakatogarika
B Mweya yavakarurama iri mumaoko aMwari ... Hapana dambudzo rinovawana ... Kwavo kwaionekwa
senhamo ... Kutisiya sokuparadzwa nyamba ivo vakatogarika

Madetembo:
l.Nezuva rokushanyirwa kwavo vachapenya.
2.Vachiita zvinoita mapfarivari anovarika-rika.
3.Murwi wamashanga uri kutsva.
4.Vasarudzwi vake vachagara nhaka yomwoyochena netsitsi.
5.Mwari ari Mambo wavo nokusingaperi

Chorus:
SIA Kunetsekana kashoma kwavakangoita --- vava kugamuchira makomborero , Mwari akavawana
vakakodzerana naye
B Kunetsekana kashoma kwavakangoita asi zvino --- kugamuchira makomborero makuru Mwari akavawana
vakakodzerana naye.

Hymn Details

One thought on “Hymn 10

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.