Ndinoreurura zvivi,
Mweya zvowopfuura;
Mwoyo wangu wodapfuma,
Mweya zvowopfuura;
Zvose zvandaidisa
Hazvichina maturo,
Mweya zvowopfuura.
Ndiripano kuzvidemba,
Mweya zvowopfuura;
Ndomirira tsitsi dzenyu,
Mweya zvowopfuura zvose zvinofadza nyika;
Vandudza mweya wangu, ‘She,
Ndiwane ngoni dzenyu,
Nditore ndive wenyu,
Mweya zvowopfuura.
2.
3.
Mweya zvowopfuura,
Mweya zvowopfuura;
Ngandizvipire ini,
Mweya zvowopfuura
Tendai! tendai! M’tsvene womirira
Kutsvenisa zvakavambwa nengoni;
Mwari anodisa vanhu vaponiswe;
Kuti akutsvenise noMweya M’tsvene.
1.