Zvose zvinofadza nyika,
Zvipire!zviperi! usave unoramba iti,
Tenzi kuda kwenyu kuitwe.
Magumo kurwisa, rudo rwenyu rwokunda;
Kuti runditsvenise, uyai Ishe, uyai.
Ruponiso kwazvo! udzai kuna vose,
Ushe hwasatani hwokundwa chose!
Zuva nenhoo zvokomborerwa na’She,
Kuti anditsvenise noMweya M’tsvene.
Terera Izwi raJesu:
Richidaidza: uya,
Ndotambidza runyararo,
Uzorore waneta;
Ruponiso, ruponiso,
Rutore, uchafadzwa.
2.
3.
1.
Ari pam’soro kudenga,
Asi anodaidza;
Norutendo ungamunzwe:
Uyai makaneta;
Ruponiso,ruponiso,
Rutore uchafadzwa.
Izwi rake ronyarara,
Zvino rinodaidza;
Mutadzi, terera mazwi,
Kuropa, chimhanyira;
Ruponiso, ruponiso,
Rutore uchafadzwa.
2.
3.