Uyai imi mune nyota kuna Muponesi
Uyo anomupa mweya weupenyu uhu
Huyayi, imi mese, zvino kune tsime rake,
Munwe mvura yeupenyu, hamuchafaba
Wonayi Muponesi wenyu, anomumirira,
Ane simba zvirokwazvo kuponesa mese.
Hakuna nemutengo, kwete, asi rudo rwenyu,
Siyai zvinhu zvenyu zvese, mutevere Jesu