United Methodist Shona Hymn 249

Tendayi Baba wekudenga
Mukovi wazvo zviro zvese
Tendayi imi makasikwa
Mugere pane iri pasi

Tendayi imi ingirozi
Dzigere kuna Baba wedu
Tendayi Baba murumbwana
Nekune Mweya weutsvene

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.