United Methodist Shona Hymn 119

Huya hako kuna Jesu
Uri kudaidzwa ndiye
Tenda Muponesi wako
Uitirwe nyasha ndiye

CHORUS:
Rasa hasha dzako dzese
Nekuti dzinotungamidza pasi
Uya kwaM'ponesi wako zvino
Uitirwe nyasha ndiye

Huya zvako kuna Jesu,
Rega kundogara basi,
Muka, huya kuna iye,
Huya zvino pano kwa'ri.

Kumbirisa, unopiwa,
Tsvakisisa, unowana,
Kuti uchigugudzira
Unozarurirwa ndiye.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.