Basa rangu rese nekuchema kwangu
Nekunaka kwangu
Izvi hazvigoni kuti ndiponeswe
CHORUS:
Asi Jesu chete ndiye anoita
Kuti ndichimupa mwoyo wangu wese
Zvipo zvangu zvese nekuziva kwangu
Neshamwari dzangu,
Izvi hazvigoni kuti ndiponeswe.
Rupinduko rwangu neungwaru hwangu
Nemasimba angu,
Izvi hazvigoni kuti ndiponeswe.
Asi nerutendo kuna Jesu Kristu
Nekumutevera,
Izvi ndizvo, chete, zvingandiponesa.