Kufamba pamwe naMwari
Kufamba kwek’denga
Murimwenje unopenya
M’nzira yekudenga
Dzika njiva inoyera
M’tumwi wakanaka
Ndinochiwenga chitema
Cha’mubvisa k’neni
Ndakafara m’urunyararo
Ndichikutondera!
Ndasara ndisina chiro
Pasi harindipi
Ndibatsire kukurira
Zvinondifadzazvo
Ngandizvikurire ndinamate
Imwi chete