Hakungavi kumakomo,
Kana ne munyanza
Kusiri mberi kwe hondo
Mwari achandida
Kana achidaidza neinzwi
Kunzira dziri kure
Ndichapindura ndichiti
Tenzi ndo’nda kwamunoda
CHORUS
Ndoenda komunoda’mi Mwari,
Kumakomo ne Mapani.;
Ndotaura zvamunoda imi’she,
Ndichaita zvamunoda
Kuda nhasi kune manzwi,
Anodiwa nashe
Kuda zvino kune m’fambi
Wandingano tsvaka
Tenzi kuti imi muneni,
Kana nzira yoipa
Ndichabvuma ndichizoti kwamuri
Ndoparidza zvamunoda
Kune kanzwimbo kaduku,
Mukukohwa munda
Pandingashandira imi,
Jesu akandifira
Ndosimbira zvese kunaye,
Ngekuti munondida
Ndoita nemwoyo wese
Ndichawa zvamunoda