Ndicha i...mbira Jesu Iye wa...kandidisa
(Ndicha-i...) (Iye wa...)
Akari...siyadenga Akafa pa Kari-va-ri
(Akari...)
CHORUS
Ndoimba...rudo rwaJesu, Ndomuku...dzanarini
(Ndoimba...) (Ndomuku...)
Wakandi...fira ini Ndoimba rudo rwake
(Wakandi...)
Ndisati...ndachema Jesu aka...ndichemera
(Ndisati Suaka)
Ndisati...ndanamata Akandi namatira
(Ndisati)
Okudza...makwerudo Hakuzi...kanwikwese
(Okudza...) (Hakuzi...)
Kutizwi...tema zvangu Zvacheneswa sechero
(Kutizwi)
Handina...rudo rwaJesu Ndomuku...dza narini
(Handina) (koaka)
Tenzi mwo...yo waneta Ndizadzeyi nerudo
(Tenzimwo)