Unoneta mwoyo wako here?
Muudze Jesu, Muudze Jesu
Unosuwa neurombo here?
Muudze Jesu ega
CHORUS
Muudze Jesu, Muudze Jesu
Shamwari vazikanwa
Hakuchina umwe wakadaro
Muudze Jesu ega
Masodziarikudonha here?
Muudze Jesu, Muudze Jesu
Mune zvitema zvaigwa here?
Muudze Jesu ega
Murikutya dambudzo’ro here?
Muudze Jesu, Muudze Jesu
Iye uchakubatsira iwe
Muudze Jesu ega
Watya rufo runouya here?
Muudze Jesu, Muudze Jesu
Unodisa umambo hwaJesu
Muudze Jesu ega