SDA Shona Hymn 76

Ponesa vese’wo varege kufa
Muvabvise muzvavo zvitema
Chemera vatadzi, nekuvaudza
Kuti Jesu anovaponesa

CHORUS
Ponesa vese’wo, Varikufa’yo
Jesu ane mutsa, Kuponesa
Kana vamuramba, Arikumira
Amirira vese kugashira
Muvatete ivo, teta ne mutsa
Asunungure vanodawira
Mukati mwe mwoyo yevanhu vese
Zviri zvifungo’zvo zvakaigwa
Itanyi ngerudo, dirira tsitsi
Zvichamera kuva zvakanaka
Ponesa vese’vo vanhu vaJesu
Tenzi anopa simba rebasa
Kuvadzokesera kunzira duku
Kuti muponesi wavafira

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.